Online Bible

- Advertisements -

Danieri 4:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Vagari vapanyika vose zvavo havatomboverengwa sechinhu uye iye anoita zvinhu samadiro ake, mugurusvusvu rezvinhu zvomudenga napakatiwo pavagari vapanyika hapana angapikisane naye pasimba kana kumuti, “Ndicho chii chauri kuita.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 ʋose ʋagere panyika ʋakaita saʋasinamaturo; iye unoita seɀaanoɗa pahondo yokuɗeŋga, napakati paʋagere panyika; hakunauŋgadzora ruʋoko rwake, kana uŋgati kwaari: Unoiteiko?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

35 vose vagere panyika vakaita savasina maturo; iye anoita sezvaanoda pahondo yokudenga, napakati pavagere panyika; hakuna angadzora ruoko rwake, kana angati kwaari, ‘Unoiteiko?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vagari vapanyika vose zvavo havatomboverengwa sechinhu uye iye anoita zvinhu samadiro ake, mugurusvusvu rezvinhu zvomudenga napakatiwo pavagari vapanyika hapana angapikisane naye pasimba kana kumuti, “Ndicho chii chauri kuita.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vanhu vose venyika vanoonekwa sevasina maturo. Iye anoita sezvaanoda namasimba okudenga uye navanhu venyika. Hakuna munhu angakonesa ruoko rwake kana kuti kwaari, “Waiteiko?”

See the chapter Copy

Shona BIBLE

35 vose vagere panyika vakaita savasina maturo; iye anoita sezvaanoda pahondo yokudenga, napakati pavagere panyika; hakuna angadzora ruoko rwake, kana angati kwaari, ‘Unoiteiko?’

See the chapter Copy

Danieri 4:35

Follow us:

Advertisements

Advertisements