Danieri 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaKardea ʋakasweɗera ʋakapomera ʋaJuda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panguva iyi vamwe voruzivo nezvenyeredzi vakauya pamberi vakatuka vaJudha. See the chapterShona BIBLE8 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhia vakaswedera vakapomera vaJudha. See the chapter |