Online Bible

- Advertisements -

Danieri 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndikanzwa, asi handinakuɀinzwisisa; ipapo ndikati: Haiwa ishe waŋgu, kupera kweɀinhu iɀi ndokweiko?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kunzwa ndakanzwa asi handina kunzwisisa. Ndipo pandakati, “Nhai changamire wangu. Zvinhu izvozvo zvichaperera mukuita sei?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndakanzwa, asi handina kunzwisisa. Saka ndakabvunza ndikati, “Ishe wangu, zvinhu zvose izvi zvichaguma seiko?”

See the chapter Copy

Shona BIBLE

8 “Ndikanzwa, asi handina kuzvinzwisisa; ipapo ndikati, ‘Aiwa ishe wangu, kupera kwezvinhu izvi ndokweiko?’

See the chapter Copy

Danieri 12:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements