2 Timoti 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Edza napaunogona kuuya kwandiri nokukurumidza See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Shiŋgaira kuti ukurumidze kuʋuya kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Shingaira kuti ukurumidze kuuya kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Edza napaunogona kuuya kwandiri nokukurumidza See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ita napaunogona napo pose kuti ukurumidze kuuya kwandiri, See the chapter |