Online Bible

- Advertisements -




2 Timoti 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kubva zvino ndakachengeterwa chiremba choururami, chandakagadzirirwa naTenzi mutongi wakarurama chaachandipa paZuva riya riya, kwete ini ndoga asi vose vanofarira kuzviratidza kwake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kubva ɀino ndakaceŋgeterwa korona yokururama, yandicapiwa naShe, Mutoŋgi wakarurama, nezuʋa irero; ndisini ndoga, asi naʋose ʋakaɗa kusinehanya kwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 kubva zvino ndakachengeterwa korona yokururama, yandichapiwa naIshe, Mutongi wakarurama, nezuva irero; ndisini ndoga, asi navose vakada kuonekwa kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kubva zvino ndakachengeterwa chiremba choururami, chandakagadzirirwa naTenzi mutongi wakarurama chaachandipa paZuva riya riya, kwete ini ndoga asi vose vanofarira kuzviratidza kwake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Zvino ndakachengeterwa korona yangu yokururama, yandichapiwa, naIshe, mutongi akarurama pazuva iro, uye kwete ini ndoga, asiwo nokuna vose vanoshuva kuonekwa kwake.

See the chapter Copy




2 Timoti 4:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements