2 Timoti 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza rwendo rwaŋgu, ndakaceŋgeta kutenda; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza rwendo rwangu, ndakachengeta kutenda; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ini ndakarwisa zvakanaka; ndakapedza mujaho, ndakachengeta chitendero. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza nhangemutange yangu, ndachengeta kutenda kwangu. See the chapter |