1 Timoti 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 naAdama haanakunveŋgerwa, asi mukadzi wakanyeŋgerwa akapinda pakuɗarika; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 naAdhamu haana kunyengerwa, asi mukadzi akanyengerwa akapinda pakudarika; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi. See the chapter |