8 Ndakadziunganidzirawo sirivha nomukore, noupfumi hwemadzimambo nehwenyika; ndakadzitorera vaembi, vamuna nevakadzi, neizvo zvinodakadza vanhu, nemabunha akawanda.