9 Nyeredzi dzemadeekoni ahwo ngadziitwe chidima; ngahutsvake kujeka husikakuoni; husatongoona kuedza kwemangwanani.