16 Magaa ako eshe akushamira miromo yawo kurwisana newe; vanoridza murudzi nokukwetsanisa mazino avo; vanoti, “Tamumedza! A, iri ndiro zuva retaigarira; zvino tariona.”