10 Vakuru vomwanasikana weZioni vanogara pamavhu mukunyarara; vakandira bukuta pamasoro avo nokupfeka machira emasaka; mhandwe dzeJerusarema dzinokotamisa masoro adzo pamavhu.