Online Bible

- Advertisements -




Numeri 9:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 vakati kuna Mozisi, “Isu tava vasina kuchena nokuda kwechitunha, asi tinodzivisirweiko kuvigira Jehovha chipiriso pamwe chete navamwe vaIsraeri panguva yakatarwa?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 ʋarume aʋa ʋakati kwaari: Hatina‐kunaka nokuɗa kwecitunha comunhu; tiŋgadziʋiswa seiko kupa cipo caJehova neŋguʋa yaco yakatarwa pakati paʋana ʋaIsraeri?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 varume ava vakati kwaari, “Hatina kunaka nokuda kwechitunha chomunhu; tingadziviswa seiko kupa chipo chaJehovha nenguva yacho yakatarwa pakati pavana vaIsiraeri?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 vakandoti, “Isu takan'ora nokuti takabata chitunha. Asi tinorambidzirweiko kupira Tenzi mipiro panguva yakatemwa pamwechete navamwe vedu vaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 vakandoti, “Isu takan'ora nokuti takabata chitunha. Asi tinorambidzirweiko kupira Tenzi mipiro panguva yakatemwa pamwechete navamwe vedu vaIsiraeri.”

See the chapter Copy




Numeri 9:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements