Online Bible

- Advertisements -




Numeri 35:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “ ‘Murege kusvibisa nyika yamunogara. Kuteura ropa kunosvibisa nyika, uye nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi chete neropa romunhu akariteura.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Naiɀoɀo hamufaniri kuȿiɓisa nyika mamugere, nokuti ropa rinoȿiɓisa nyika; nyika haiŋgayananisirwi pamsoro peropa rakateʋurirwa’mo, asi kwoga neropa romunhu wakariteʋura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Naizvozvo hamufaniri kusvibisa nyika mamugere, nokuti ropa rinosvibisa nyika; nyika haingayananisirwi pamusoro peropa rakateurirwamo, asi kwoga neropa romunhu wakariteura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Musan'orese nyika yamugere nomutoo iwoyu nokuti kudeura ropa kunon'oresa nyika. Hakuna chinogona kununura nyika ine ropa rakadeurwamo kunze kwokuuraya munhu wacho akadeura ropa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Musan'orese nyika yamugere nomutoo iwoyu nokuti kudeura ropa kunon'oresa nyika. Hakuna chinogona kununura nyika ine ropa rakadeurwamo kunze kwokuuraya munhu wacho akadeura ropa.

See the chapter Copy




Numeri 35:33

Follow us:

Advertisements


Advertisements