Numeri 35:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Rayira vaIsraeri kuti vape vaRevhi maguta okuti vagare kubva panhaka ichatorwa navaIsraeri. Uye muvape mafuro akapoteredza maguta avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Raira ʋana ʋaIsraeri, kuti ʋape ʋaRevi panhaka yaʋakagara iʋo, maguta maʋaŋgagara; munofanira ʋo kupa ʋaRevi ruwa runopoteredza maguta aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Raira vana vaIsiraeri, kuti vape vaRevhi panhaka yavakagara ivo, maguta mavangagara; munofanirawo kupa vaRevhi ruwa runopoteredza maguta avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti munyika dzavanenge vagoverwa vazopawo vaRevhi mamwe maguta okugara. Muchavapawo mafuro munharaunda dzamaguta iwayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti munyika dzavanenge vagoverwa vazopawo vaRevhi mamwe maguta okugara. Muchavapawo mafuro munharaunda dzamaguta iwayo. See the chapter |