Numeri 35:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mutsivi weropa achauraya mhondi iyo; paanosangana naye, achamuuraya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mutsiʋi weropa ndiye unofanira kuʋuraya muʋurayi amene; kana akasoŋgana naye, unofanira kumuʋuraya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Mutsivi weropa ndiye anofanira kuuraya muurayi amene; kana akasangana naye, unofanira kumuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hama yomufi pachayo ndiyo ine basa rokutsiva ropa romufi. Akangosangana nayo ngaaiuraye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hama yomufi pachayo ndiyo ine basa rokutsiva ropa romufi. Akangosangana nayo ngaaiuraye. See the chapter |