Numeri 33:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Mutore nyika iyo mugaremo, nokuti ndakupai nyika iyi kuti ive yenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Munofanira kutora nyika, iʋe yenyu, mugare’mo; nokuti ndakakupai nyika iyo, iʋe yenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 Munofanira kutora nyika, ive yenyu, mugaremo; nokuti ndakakupai nyika iyo, ive yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Torai nyika iyoyo mugaremo nokuti ndakupai nyika iyoyo kuti ive yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 Torai nyika iyoyo mugaremo nokuti ndakupai nyika iyoyo kuti ive yenyu. See the chapter |