Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Izvi ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva paKadheshi Bharinea kuti vandosora nyika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndiɀo ɀakaita madziɓaɓa enyu ŋguʋa yandakaʋatuma ʋari paKadeshi‐barnea, kundoshora nyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndizvo zvakaita madzibaba enyu nguva yandakavatuma vari paKadheshi‐bharinea, kundoshora nyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshibhanea kundoona nyika iyi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndizvo zvakaitwa namadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshibhanea kundoona nyika iyi.

See the chapter Copy




Numeri 32:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements