Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vakati, “Kana tawana nyasha pamberi penyu, nyika iyi ngaipiwe kuvaranda venyu ive yedu. Musatiyambutsa Jorodhani.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋakati: Kana takawana nyasha pamberi penyu, nyika ino ŋgaipiwe ʋaranda ʋenyu, iʋe yaʋo; musatiyambusa henyu Joridani.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vakati, “Kana takawana nyasha pamberi penyu, nyika ino ngaipiwe varanda venyu, ive yavo; musatiyambutsa henyu Jorodhani.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Saka vakati, “Kana muchida tipei zvedu isu varanda venyu nyika iyoyi kuti ive nhaka yedu, murege zvenyu kuti tiyambuke kumhiri kwaJorodhani.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Saka vakati, “Kana muchida tipei zvedu isu varanda venyu nyika iyoyi kuti ive nhaka yedu, murege zvenyu kuti tiyambuke kumhiri kwaJorodhani.”

See the chapter Copy




Numeri 32:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements