Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 nyika yakakundwa naJehovha pamberi pavanhu vaIsraeri, yakanakira zvipfuwo, uye varanda venyu vane zvipfuwo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nyika dzakakundwa naJehova pamberi peʋuŋgano yaIsraeri, inyika yakafanira ɀipfuwo; ɀino isu ʋaranda ʋenyu, tineɀipfuwo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nyika dzakakundwa naJehovha pamberi peungano yaIsiraeri, inyika yakafanira zvipfuwo; zvino isu varanda venyu, tine zvipfuwo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.”

See the chapter Copy




Numeri 32:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements