Numeri 32:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Akati kwavari, “Kana vaGadhi navaRubheni, murume mumwe nomumwe akazvigadzirira kundorwa, vakayambuka Jorodhani nemi pamberi paJehovha, ipapo kana nyika ikakundwa pamberi pako, uvape nyika yeGireadhi ive yavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mosesi akati kwaʋari: Kana ʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni ʋakayambuka nemi, murume mumŋe nomumŋe wakaɀigadzira kundorwa pamberi paJehova, nyika ikakundwa pamberi penyu; ipapo munofanira kuʋapa nyika yeGireadi, iʋe yaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Mosesi akati kwavari, “Kana vana vaGadhi navana vaRubheni vakayambuka nemi, murume mumwe nomumwe wakazvigadzira kundorwa pamberi paJehovha, nyika ikakundwa pamberi penyu; ipapo munofanira kuvapa nyika yeGireadhi, ive yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 akavati, “Kana vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakayambuka Jorodhani nemi, mumwe nomumwe wavo akapakata zvombo zvehondo vachitungamirirwa naTenzi, mukakunda nyika iyoyo, vapei zvenyu nyika yeGiriadhi kuti ive yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 akavati, “Kana vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni vakayambuka Jorodhani nemi, mumwe nomumwe wavo akapakata zvombo zvehondo vachitungamirirwa naTenzi, mukakunda nyika iyoyo, vapei zvenyu nyika yeGiriadhi kuti ive yavo. See the chapter |