Numeri 32:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 VaRubheni navaGadhi, vakanga vane mombe zhinji uye namakwai akawanda kwazvo, vakaona nyika yaJazeri neGireadhi kuti yakanga yakanakira zvipfuwo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi ʋakaŋga ʋaneɀipfuwo ɀizhinji kwaɀo; ɀino ʋakati ʋacitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadi, ʋakaʋona kuti inɀimbo yakafanira ɀipfuwo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Vana vaRubheni navana vaGadhi vakanga vane zvipfuwo zvizhinji kwazvo; zvino vakati vachitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadhi, vakaona kuti inzvimbo yakafanira zvipfuwo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Madzinza aRubheni naGadhi aiva nemombe dzakawanda kwazvo. Akaona nyika yeJazeri neyeGiriadhi dziri nyika dzina mafuro emombe, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Madzinza aRubheni naGadhi aiva nemombe dzakawanda kwazvo. Akaona nyika yeJazeri neyeGiriadhi dziri nyika dzina mafuro emombe, See the chapter |