Numeri 31:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka Mozisi akati kuvanhu, “Shongedzai vamwe varume vokwenyu nhumbi dzokurwa kuti vaende kundorwa navaMidhiani kuti vazadzise kutsiva kwaJehovha pamusoro pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mosesi akataura naʋanhu, akati: Ʋarume pakati penyu ŋgaʋaɀigadzirire kurwa, kuti ʋandorwa naʋaMidiani, ʋatsiʋire Jehova kuʋaMidiani. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Mosesi akataura navanhu, akati, “Varume pakati penyu ngavazvigadzirire kurwa, kuti vandorwa navaMidhiani, vatsivire Jehovha kuvaMidhiani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mosesi akataurira vaIsiraeri achiti, “Vamwe varume pakati penyu ngavapakate zvombo zvokundorwisa vaMidhiani kuti vavarange vachitsiva kukanganisira Tenzi kwakaitwa navaMidhiani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mosesi akataurira vaIsiraeri achiti, “Vamwe varume pakati penyu ngavapakate zvombo zvokundorwisa vaMidhiani kuti vavarange vachitsiva kukanganisira Tenzi kwakaitwa navaMidhiani. See the chapter |