Numeri 30:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye murume wake akazvinzwa asi akasataura chinhu kwaari, ipapo mhiko dzake kana zvaakazvisunga nazvo zvichasimbiswa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 murume wake akaɀinzwa, akamunyararira hake nomusi waanoɀinzwa nawo, ipapo kupika kwake kucaʋa nesimba, nokuɀisuŋga kwake, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 murume wake akazvinzwa, akamunyararira hake nomusi waanozvinzwa nawo, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwake, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana murume wake akazvinzwa akarega kumutsiura zuva iroro raakazvinzwa mhiko yake nezvaakatsidza kuzvisunga nazvo zvicharamba zviripo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana murume wake akazvinzwa akarega kumutsiura zuva iroro raakazvinzwa mhiko yake nezvaakatsidza kuzvisunga nazvo zvicharamba zviripo. See the chapter |