Online Bible

- Advertisements -




Numeri 30:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Asi kana baba vake vakamudzivisa pavanonzwa nezvazvo, zvaapika zvose nezvaazvisunga nazvo achipika hazvingavi nesimba; Jehovha achamusunungura nokuti baba vake vamudzivisa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi kana ɓaɓa ʋake ʋakamudziʋisa nomusi waʋanoɀinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuɀisuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako, hakuŋgaʋi nesimba; Jehova ucamukaŋganwira, nokuti ɓaɓa ʋake ʋamudziʋisa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi kana baba vake vakamudzivisa nomusi wavanozvinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuzvisunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako, hakungavi nesimba; Jehovha achamukanganwira, nokuti baba vake vamudzivisa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi kana baba vake vakazvinzwa, vakamurambidza zuva rakarero, zvose zvaakatsidza kana zvaakapika hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera nokuti baba vake havana kuzvibvumira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi kana baba vake vakazvinzwa, vakamurambidza zuva rakarero, zvose zvaakatsidza kana zvaakapika hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera nokuti baba vake havana kuzvibvumira.

See the chapter Copy




Numeri 30:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements