Online Bible

- Advertisements -




Numeri 29:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mupe chibayiro chinopiswa chehando duku yegore rimwe chete kuna Jehovha sezvinonhuhwira zvinofadza: hando imwe chete negondobwe rimwe chete uye namakwayana makono manomwe egore rimwe chete, zvisina kuremara.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi munofanira kuʋuya necipiriso cokupisira Jehova, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka, ɀinoti: Nzombe imŋe ɗuku, negondobge rimŋe, namakwaiana amakondobge manomŋe egore rimŋe; ɀiʋe ɀisina‐kuremara kwamuri;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi munofanira kuuya nechipiriso chokupisira Jehovha, chive chinonhuwira zvakanaka, zvinoti: Nzombe imwe duku, negondohwe rimwe, namakwayana amakondohwe manomwe egore rimwe; zvive zivisina kuremara kwamuri;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi pirai Tenzi mupiro wokupisa unonhuhwirira zvinomufadza, mupiro wehandira ichiri duku, nehondohwe imwechete, nehwayana hono nomwe dzine gore rimwechete. Dzose ngadzive dzisina chinoshoreka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi pirai Tenzi mupiro wokupisa unonhuhwirira zvinomufadza, mupiro wehandira ichiri duku, nehondohwe imwechete, nehwayana hono nomwe dzine gore rimwechete. Dzose ngadzive dzisina chinoshoreka.

See the chapter Copy




Numeri 29:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements