Online Bible

- Advertisements -

Numeri 28:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Nomusi weSabata, muite chipiriso chamakwayana maviri egore rimwe chete asina kuremara, pamwe chete nechipiriso chacho chokunwa, uye nechipiriso chezviyo chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakavhenganiswa namafuta.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Asi nomusi wesaɓata munofanira kuʋuya namakwaiana amakondobge maʋiri egore rimŋe, asina‐kuremara, neɀegumi ɀiʋiri ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, ciʋe cipiriso coʋupfu, bgakakanyiwa namafuta, necipiriso caco cinoɗururwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Asi nomusi weSabata munofanira kuuya namakwayana amakondohwe maviri egore rimwe, asina kuremara, nezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, chive chipiriso choupfu, hwakakanyiwa namafuta, nechipiriso chacho chinodururwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Musi weSabata pirai hwayana hono mbiri, dzine gore rimwechete, dzisina chinoshoreka, pamwechete noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu maviri, hwomupiro wembesanwa, hwakakanywa namafuta, pamwechete nomupiro wawo wezvokunwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Numeri 28:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements