Numeri 27:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Uti kuvaIsraeri, ‘Kana murume akafa akasasiya mwanakomana, munofanira kudzorera nhaka yake kumwanasikana wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino unofanira kutaura naʋana ʋaIsraeri, uciti: Kana munhu akafa asinomŋanakomana, munofanira kugarisa mŋanasikana wake nhaka yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino unofanira kutaura navana vaIsiraeri, uchiti, ‘Kana munhu akafa asina mwanakomana, munofanira kugarisa mwanasikana wake nhaka yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake. See the chapter |