Numeri 27:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Zvinorehwa navanasikana vaZerofehadhi ndezvechokwadi. Zvirokwazvo unofanira kuvapa nhaka pakati pehama dzababa vavo ugodzorera nhaka yababa vavo kwavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanasikana ʋaZerofehadi ʋanotaura kwaɀo; ɀirokwaɀo, unofanira kuʋapa nhaka pakati pehama dzaɓaɓa ʋaʋo; unofanira kuʋagarisa nhaka yaɓaɓa ʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 “Vanasikana vaZerofehadhi vanotaura kwazvo; zvirokwazvo, unofanira kuvapa nhaka pakati pehama dzababa vavo; unofanira kuvagarisa nhaka yababa vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Zvataurwa navanasikana vaZerofehadhi ndizvo chaizvo. Vape mugove wenhaka pamwechete nehama dzababa vavo. Ita kuti vapiwe nhaka yababa wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Zvataurwa navanasikana vaZerofehadhi ndizvo chaizvo. Vape mugove wenhaka pamwechete nehama dzababa vavo. Ita kuti vapiwe nhaka yababa wavo. See the chapter |