Numeri 25:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, muprista, akati achizviona, akabva paungano, akatora pfumo muruoko rwake; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Pinehasi, mŋanakomana waEreazari, mŋanakomana womuprista Aroni, wakati aciɀiʋona, akasimuka, akaɓuɗa pakati peʋuŋgano anepfumo muruʋoko rwake, See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Pinehasi, mwanakomana waEreazari, mwanakomana womupristi Aroni, akati achizviona, akasimuka, akabuda pakati peungano ane pfumo muruoko rwake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Finiyasi mwanakomana waEreazari, muzukuru womupristi Aroni, paakazviona, akabva paiva negungano riya, akandotora pfumo rake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Finiyasi mwanakomana waEreazari, muzukuru womupristi Aroni, paakazviona, akabva paiva negungano riya, akandotora pfumo rake, See the chapter |