Numeri 24:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo akataura chirevo chake akati: “Haiwa, ndianiko angararama kana Mwari akaita izvi? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akataura nomufananidzo wake akati: Haiwa! ndianiko ucararama, kana Mŋari aciita saiɀoɀo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Akataura nomufananidzo wake akati, “Haiwa! Ndianiko achararama, kana Mwari achiita saizvozvo? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Bhiriamu akazoporofita achiti; “Ndiani angararame kana Tenzi achiita zvakadai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Bhiriamu akazoporofita achiti; “Ndiani angararame kana Tenzi achiita zvakadai? See the chapter |