Online Bible

- Advertisements -




Numeri 24:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino Bharamu akati aona kuti zvinofadza Jehovha kuti aropafadze Israeri, haana kuzoita zvouroyi sepane dzimwe nguva, asi akaringisa chiso chake kurenje.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Barami wakati aciʋona kuti ɀakaŋga ɀicifadza Jehova kuropafadza Israeri, haana‐kuzoenda sapanedzimŋe ŋguʋa, kutȿaka ʋuŋaŋga, asi wakariŋgira kurenje,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Bharamu akati achiona kuti zvakanga zvichifadza Jehovha kuropafadza Isiraeri, haana kuzoenda sapane dzimwe nguva, kutsvaka un’ganga, asi akaringira kurenje,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Bhiriamu paakaona kuti Tenzi aifadzwa nokukomborera vaIsiraeri haana kuzombondotsvaka chiratidzo sezvaaimboita. Asi akatarisa kurenje,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Bhiriamu paakaona kuti Tenzi aifadzwa nokukomborera vaIsiraeri haana kuzombondotsvaka chiratidzo sezvaaimboita. Asi akatarisa kurenje,

See the chapter Copy




Numeri 24:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements