Numeri 22:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Bharamu akati kwavari, “Chivatai pano, ndichauya nemhinduro yandichapiwa naJehovha.” Saka machinda eMoabhu akagara naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye akati kwaʋari: Ʋatai ʋusiku bguno pano, ndikudzoserei neshoko, seɀandicaʋudzwa naJehova; macinda aMoabi akagara’po kunaBaraki. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Iye akati kwavari, “Vatai usiku huno pano, ndikudzoserei neshoko, sezvandichaudzwa naJehovha;” machinda aMoabhu akagarapo kuna Bharamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Bhiriamu ndokuti, “Imi chirarai zvenyu pano, mangwana ndinozokuudzai zvandinenge ndataurirwa naTenzi.” Saka machinda aMoabhu akararapo paBhiriamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Bhiriamu ndokuti, “Imi chirarai zvenyu pano, mangwana ndinozokuudzai zvandinenge ndataurirwa naTenzi.” Saka machinda aMoabhu akararapo paBhiriamu. See the chapter |