Online Bible

- Advertisements -




Numeri 22:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Moabhu akatya nokuti pakanga pane vanhu vazhinji. Zvirokwazvo, Moabhu yakazara nokudedera nokuda kwavaIsraeri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Moabi akatya ʋanhu aʋo kwaɀo, nokuti ʋakaŋga ʋari ʋazhinji; Moabi akavunduka nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Moabhu akatya vanhu avo kwazvo, nokuti vakanga vari vazhinji; Moabhu akavhunduka nokuda kwavana vaIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 VaMoabhu vakavatya zvikuru nokuti vakanga vakawanda kwazvo. VaMoabhu vakadedera vaIsiraeri zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 VaMoabhu vakavatya zvikuru nokuti vakanga vakawanda kwazvo. VaMoabhu vakadedera vaIsiraeri zvikuru.

See the chapter Copy




Numeri 22:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements