Online Bible

- Advertisements -




Numeri 21:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vanhu vakauya kuna Mozisi vakati, “Takatadza, patakapopotera Jehovha nemi. Nyengeterai kuti Jehovha atibvisire nyoka idzi pakati pedu.” Saka Mozisi akanyengeterera vanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ʋanhu ʋakaʋuya kunaMosesi, ʋakati: Takatadza, nokuti takapopotera Jehova nemi; kumbirai kunaJehova kuti abvise nyoka kwatiri. Mosesi akakumbirira ʋanhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino vanhu vakauya kuna Mosesi, vakati, “Takatadza, nokuti takapopotera Jehovha nemi; kumbirai kuna Jehovha kuti abvise nyoka kwatiri.” Mosesi akakumbirira vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vanhu vakauya kuna Mosesi vakati, “Takatadza nokuti takanyunyutira Tenzi nemi. Tinamatireiwo kuna Tenzi kuti atibvisire nyoka idzi.” Naizvozvo Mosesi ndokuvakumbirira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vanhu vakauya kuna Mosesi vakati, “Takatadza nokuti takanyunyutira Tenzi nemi. Tinamatireiwo kuna Tenzi kuti atibvisire nyoka idzi.” Naizvozvo Mosesi ndokuvakumbirira.

See the chapter Copy




Numeri 21:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements