Numeri 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinna, namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvina, namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana. See the chapter |