Numeri 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ƃoka rake naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu. See the chapter |