Numeri 2:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Rudzi rwaNafutari ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaNafutari ndiAhira mwanakomana waEnani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Norudzi rwaNaftari; Ahira, mŋanakomana waEnani, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaNaftari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Norudzi rwaNafutari; Ahira, mwanakomana waEnani, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaNafutari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kouyawo vedzinza raNafutari. Mutungamiriri wedzinza raNafutari iri, anenge ari Ahira mwanakomana waEnani. See the chapter |