Numeri 2:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rudzi rwaBhenjamini ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini ndiAbhidhani mwanakomana waGidheoni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Norudzi rwaBenjamini: Abidani, mŋanakomana waGideoni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaBenjamini. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Norudzi rwaBhenjamini: Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaBhenjamini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. See the chapter |