Online Bible

- Advertisements -




Numeri 19:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Izvi ndizvo zvinodikanwa pamurayiro wakarayirwa naJehovha. Udza vaIsraeri kuti vakuvigire tsiru dzvuku risina kuremara, kana charingapomerwa uye risina kumbosungwa pajoko.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ndiwo murairo wakarairwa naJehova, aciti: Taura naʋana ʋaIsraeri ʋaʋuye kwauri netsiru dɀuku risinemhoȿa, risina‐kuremara, risina‐kumboiswa joko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Ndiwo murayiro wakarairwa naJehovha, achiti: Taura navana vaIsiraeri vauye kwauri netsiru dzvuku risina mhosva, risina kuremara, risina kumboiswa joko.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iyi ndiyo mirao yakatemwa naTenzi: taurirai vaIsiraeri kuti vakuvigirei tsiru dzvuku risina kuremara risinawo chinoshoreka risati rambosungwa pajoki.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Iyi ndiyo mirao yakatemwa naTenzi: taurirai vaIsiraeri kuti vakuvigirei tsiru dzvuku risina kuremara risinawo chinoshoreka risati rambosungwa pajoki.

See the chapter Copy




Numeri 19:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements