Online Bible

- Advertisements -




Numeri 15:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 munofanira kuuya nechipiriso chezviyo chezvikamu zvitatu kubva mugumi cheefa youpfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa nehafu yehini yamafuta pamwe chete nehando.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 pamŋe cete nenzombe ɗuku ŋgaaʋuye necipiriso coʋupfu ceɀegumi ɀitatu ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa nehafu yehini yamafuta.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 pamwechete nenzombe duku ngaauye nechipiriso choupfu chezvegumi zvitatu zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa nehafu yehini yamafuta.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 unzaiwo mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana marita maviri,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 unzaiwo mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana marita maviri,

See the chapter Copy




Numeri 15:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements