Numeri 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ipapo munhu anouya nechipiriso chake achapa kuna Jehovha chipiriso chezvipo chiri chegumi cheefa youpfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa nechikamu chimwe chete muzvina chehini yamafuta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ɀino iye unopa cipo cake, unofanira kupa Jehova cipiriso coʋupfu cecegumi ceefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa nececinna cehini yamafuta; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 zvino iye unopa chipo chake, anofanira kupa Jehovha chipiriso choupfu chechegumi cheefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa nechechina nehini yamafuta; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 munhu anenge auya nomupiro ngaaunze mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema kirogiramu rimwechete, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 munhu anenge auya nomupiro ngaaunze mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema kirogiramu rimwechete, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana rita rimwechete, See the chapter |