Numeri 13:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiwo mazita aʋo: Ʋokurudzi rwaRubeni, Shamua, mŋanakomana waZakuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. See the chapter |