Online Bible

- Advertisements -




Mupiro 3:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “ ‘Kana chipiriso chomumwe chiri chokuwadzana, uye akapa chipfuwo, chichibva mudanga, chingava chikono kana chikadzi, anofanira kuuyisa pamberi paJehovha chipfuwo chisina kuremara.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Kana cipo cake ciri ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, kana aciʋuya neŋombe, kana iri nzombe kana hadzi, ŋgaaʋuye necisinemhoȿa pamberi paJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Kana chipo chake chiri chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, kana achiuya nemombe, kana iri nzombe kana hadzi, ngaauye nechisina mhosva pamberi paJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka.

See the chapter Copy




Mupiro 3:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements