Online Bible

- Advertisements -




Mupiro 18:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Usasangana nehanzvadzi yako kana mwanasikana wababa vako kana mwanasikana wamai vako, zvisinei kuti akaberekwa mumba mumwe chete kana kumwewo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Usafukura hanɀadzi yako, mŋanasikana waɓaɓa ʋako, kana mŋanasikana wamai ʋako, kana ʋakaɓerekerwa mumusha, kana ʋakaɓerekerwa kumŋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Usafukura hanzvadzi yako, mwanasikana wababa vako, kana mwanasikana wamai vako, kana vakaberekerwa mumusha kana vakaberekerwa kumwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Usatorane nahanzvadzi yako, angave mwana wababa wako nomumwe mukadzi kana mwana wamai vako nomwe murume, kunyange yakazvarirwa mumusha menyu kana kuti yakaberekerwa kumwewo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Usatorane nahanzvadzi yako, angave mwana wababa wako nomumwe mukadzi kana mwana wamai vako nomwe murume, kunyange yakazvarirwa mumusha menyu kana kuti yakaberekerwa kumwewo.

See the chapter Copy




Mupiro 18:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements