Online Bible

- Advertisements -




Mateo 7:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Ndiani pakati penyu angati kana mwanakomana wake akamukumbira chingwa, omupa ibwe?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mŋanakomana wake akakumbira ciŋgwa, uŋgamupa ibge?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo.

See the chapter Copy




Mateo 7:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements