Mateo 4:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Muedzi akauya kwaari akasvikoti, “Kana uri Mwanakomana waMwari, rayira mabwe aya kuti ave chingwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino muidzi akaʋuya kwaari, akati kwaari: Kana uri Mŋanakomana waMŋari, taura kuti mabge awa ɀiʋe ɀiŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, taura kuti mabwe awa zvive zvingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muedzi akauya akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti matombo aya ave chingwa.” See the chapter |