Online Bible

- Advertisements -




Mateo 27:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Judhasi uya akanga amupandukira akati aona kuti Jesu atongerwa rufu, akazvidemba kwazvo ndokubva adzosera makumi matatu esirivha aya kuvaprista vakuru navakuru.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Judasi, uyo wakamupandukira, wakati aciʋona kuti watoŋgerwa kufa, ndokuɀidya mŋoyo, akadzosera masirveri aya anamakumi matatu kuʋaprista ʋakuru naʋakuru,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Judhasi, uyo akamupandukira, akati achiona kuti atongerwa kufa, ndokuzvidya mwoyo, akadzosera mari iya makumi matatu esirivha kuvapristi vakuru navakuru vavanhu,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Judhasi, uya akamutengesa, paakaona kuti Jesu atongerwa rufu akatendeuka akadzorera mari iya yesirivha makumi matatu kuvapristi vakuru navakuru–vakuru achiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Judhasi, uya akamutengesa, paakaona kuti Jesu atongerwa rufu akatendeuka akadzorera mari iya yesirivha makumi matatu kuvapristi vakuru navakuru–vakuru achiti,

See the chapter Copy




Mateo 27:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements