Mateo 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Herodhi akadana Vachenjeri pakavanda akavabvunzisisa nguva chaiyo yainge yaonekwa nyeredzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Herode wakaɗana ʋacenjeri, ʋari ʋoga, akaʋabvunzisisa ŋguʋa yakaʋonekwa nyeredzi nayo, See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Herodhi akadana vachenjeri, vari voga, akavabvunzisisa nguva yakaonekwa nyeredzi navo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi. See the chapter |