Mateo 2:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Asi iwe Bheterehema, munyika yeJudhea hausi muduku pamadzimambo ose aJudha, nokuti mauri muchabuda mutongi uyo achava mufudzi wavanhu vangu vaIsraeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Newe Betrehema, nyika yeJudea, Hauzi muɗuku kwaɀo kuʋaɓati ʋaJuda; Nokuti kwauri Kucaɓuɗa Mutuŋgamiriri, Ucafudza ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 ‘Newe Bheterehemu, nyika yeJudhea, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ” See the chapter |