Online Bible

- Advertisements -




Mateo 2:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mambo Herodhi akati achinzwa izvi, akatambudzika kwazvo pamwe chete neJerusarema rose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mambo Herode aciɀinzwa, wakamanikidzwa, neJerusarema rose naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose.

See the chapter Copy




Mateo 2:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements